2 Samuel 15:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Zadoki akaȿika ʋo naʋaRevi ʋose ʋanaye, ʋakatakura areka yesuŋgano; ʋakagadzika areka yaMŋari pasi, Abiatari akakwira ʋo, kuȿikira ʋanhu ʋose ʋapedza kuɓuɗa paguta.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zadhoki akanga aripowo, uye vaRevhi vose vakanga vanaye vakanga vakatakura areka yesungano yaMwari. Vakagadzika areka yaMwari pasi, Abhiatari akapa zvipiriso kusvikira vanhu vose vabuda muguta.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Abhiatari akakwidzawo ikoko, Zadhoki ndokuendawoko nevaRevhi vose vakanga vakatakura bhokisi raMwari rechitenderano. Vakaisa pasi bhokisi raMwari rechitenderano kusvikira vanhu vose vabuda muguta imomo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Zadhoki akasvikawo navaRevhi vose vanaye, vakatakura areka yesungano; vakagadzika areka yaMwari pasi, Abhiatari akakwirawo, kusvikira vanhu vose vapedza kubuda paguta.
Shona 2009?
Zvino Zadhoki akasvikawo navaRevhi vose vanaye, vakatakura areka yesungano; vakagadzika areka yaMwari pasi, Abhiatari akakwirawo, kusvikira vanhu vose vapedza kubuda paguta.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Zadhoki akasvikawo navaRevhi vose vanaye, vakatakura areka yesungano; vakagadzika areka yaMwari pasi, Abhiatari akakwirawo, kusvikira vanhu vose vapedza kubuda paguta.