2 Samuel 15:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo mambo akati kunaZadoki: Dzoserai areka yaMŋari muguta; kana Jehova akandinzwira nyasha, ucandidzosa ɀe, akandiʋonesa iyo nenɀimbo yayo ɀe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo mambo akati kuna Zadhoki, “Dzosera areka yaMwari muguta. Kana ndikawana nyasha pamberi paJehovha, achandidzosa uye achaita kuti ndione zvakare panzvimbo paanogara.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo akazoti kuna Zadhoki, “Takurai bhokisi raMwari rechitenderano mudzokere muguta. Kana Tenzi akandiitira mwoyochena wake achandidzosa ndigoriona, iro nenzvimbo yaanogara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo mambo akati kuna Zadhoki, “Dzoserai areka yaMwari muguta; kana Jehovha akandinzwira nyasha, uchandidzosazve, akandiwonesa iyo nenzvimbo yayozve.
Shona 2009?
Ipapo mambo akati kuna Zadhoki, "Dzoserai areka yaMwari muguta; kana Jehovha akandinzwira nyasha, uchandidzosazve, akandiwonesa iyo nenzvimbo yayozve.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo mambo akati kuna Zadhoki, “Dzoserai areka yaMwari muguta; kana Jehovha akandinzwira nyasha, uchandidzosazve, akandiwonesa iyo nenzvimbo yayozve.