2 Samuel 15:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana akati: Handifari newe; tarirai, ndiri pano haŋgu, ŋgaandiitire seɀaanoɗa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi kana iye akati, ‘Handifadzwi newe,’ zvose ndakazvigadzirira; ngaandiitire hake zvaanenge achida.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi kana akati, handichafadzwa newe, inga ndiri pano wani regai aite zvake kwandiri zvaanenge aona kuti zvakanaka.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi kana akati, ‘Handifari newe; tarirai, ndiri pano hangu, ngaandiitire sezvaanoda.’ ”
Shona 2009?
Asi kana akati, `Handifari newe; tarirai, ndiri pano hangu, ngaandiitire sezvaanoda.' "
Shona SUB 2002 Bible
Asi kana akati, ‘Handifari newe; tarirai, ndiri pano hangu, ngaandiitire sezvaanoda.’ ”