2 Samuel 15:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mambo akati kunaZadoki muprista: Iwe hauzi muʋoni here? Dzokera muguta norugare, iwe naʋanakomana ʋako ʋaʋiri ʋaunaʋo, mŋanakomana wako Ahimaazi, naJonatani mŋanakomana waAbiatari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo akatizve kuna Zadhoki muprista, “Ko, hauzi muoni here? Dzokera muguta norugare, nomwanakomana wako Ahimaazi naJonatani mwanakomana waAbhiatari. Iwe naAbhiatari, endai navanakomana venyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo akatiwo kumupristi Zadhoki, “Chionaika, imi mochidzokera zvenyu zvakanaka muguta imi naAbhiatari navana venyu vakomana ava, Ahimaazi mwana wenyu imimi naJonatani mwana waAbhiatari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mambo akati kuna Zadhoki mupristi, “Iwe hauzi muwoni here? Dzokera muguta norugare, iwe navanakomana vako vaviri vaunawo, mwanakomana wako Ahimaazi, naJonatani mwanakomana waAbhiatari.
Shona 2009?
Mambo akati kuna Zadhoki muprista, "Iwe hauzi Muvoni here? Dzokera muguta norugare, iwe navanakomana vako vaviri vaunawo, mwanakomana wako Ahimaazi, naJonatani mwanakomana waAbhiatari.
Shona SUB 2002 Bible
Mambo akati kuna Zadhoki mupristi, “Iwe hauzi muwoni here? Dzokera muguta norugare, iwe navanakomana vako vaviri vaunawo, mwanakomana wako Ahimaazi, naJonatani mwanakomana waAbhiatari.