2 Samuel 15:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Absaromi waiti kwaari: Tarira, mashoko ako akanaka, akarurama hawo, asi hakunomunhu wakatumŋa namambo kuzokunzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Abhusaromu aizoti kwaari, “Tarira, mashoko ako akanaka uye ndeechokwadi, asi hapana mumiririri wamambo anganzwe nyaya yako.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Abhusharomu aimudaidza omubvunza kuti, “Wabva kuguta ripi iwe?” Iyewo kana aiti, “Ini muranda wenyu ndiri wedzinza rokwanhingi muIsiraeri muno,” Abhusharomu aiti kwaari, “Chinzwa iwe nyaya yako yakanaka kwazvo uye inonzwika, asi hapana akaiswa namambo kuti anzwe nyaya yako.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Abhusaromu waiti kwaari, “Tarira, mashoko ako akanaka, akarurama hawo, asi hakuna munhu wakatumwa namambo kuzokunzwa.”
Shona 2009?
Abhusaromu waiti kwaari, "Tarira, mashoko ako akanaka, akarurama hawo, asi hakuna munhu wakatumwa namambo kuzokunzwa."
Shona SUB 2002 Bible
Abhusaromu waiti kwaari, “Tarira, mashoko ako akanaka, akarurama hawo, asi hakuna munhu wakatumwa namambo kuzokunzwa.”