2 Samuel 15:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mumŋe akaʋudza Davidi, akati: Ahitoferi unoraŋgana ʋo naʋamŋe naAbsaromi. Davidi akati: Haiwa Jehova, shandurai henyu mashoko aAhitoferi, aʋe mashoko oʋupenzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Dhavhidhi akaudzwa kuti, “Ahitoferi ndiye mumwe wavapanduki vana Abhusaromu.” Saka Dhavhidhi akanamata achiti, “Haiwa Jehovha, shandurai henyu mazano aAhitoferi kuti ave upenzi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuna Dhavhidhi kwakasvika shoko richiti, “Ahitoferi atovawo mumwe wavapanduki pamwechete naAbhusaromu.” Dhavhidhi akati, “Ndapota zvangu Tenzi. Dai zvenyu mukasandura ungwaru hwaAhitoferi mukahuita upenzi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mumwe akaudza Dhavhidhi, akati, “Ahitoferi unoranganawo navamwe naAbhusaromu.” Dhavhidhi akati, “Haiwa Jehovha, shandurai henyu mashoko aAhitoferi, ave mashoko oupenzi.”
Shona 2009?
Zvino mumwe akaudza Dhavhidhi, akati, "Ahitoferi unoranganawo navamwe naAbhusaromu." Dhavhidhi akati, "Haiwa Jehovha, shandurai henyu mashoko aAhitoferi, ave mashoko oupenzi."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mumwe akaudza Dhavhidhi, akati, “Ahitoferi unoranganawo navamwe naAbhusaromu.” Dhavhidhi akati, “Haiwa Jehovha, shandurai henyu mashoko aAhitoferi, ave mashoko oupenzi.”