2 Samuel 15:32 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Davidi wakati aȿika kumsoro kwainamatwa Mŋari, akaʋona Hushai muArki osoŋgana naye, ŋguʋo dzake dzakabvarurwa nevu pamusoro wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi paakasvika pamusoro, vanhu pavaisinamata Mwari vari, Hushai muAriki akanga akamumirira, nguo yake yakabvaruka uye ane guruva mumusoro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakasvika Dhavhidhi pamusoro pacho painamatirwa Mwari, ndipo pakabvawo pati Hushai muAriki vhu kusvika kuzoonana naye vaine hanzu yakabvaruka ivhu riri mumusoro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Dhavhidhi wakati asvika kumusoro kwainamatwa Mwari, akaona Hushai muAriki osangana naye, nguo dzake dzakabvarurwa nevhu pamusoro wake.
Shona 2009?
Zvino Dhavhidhi wakati asvika kumusoro kwainamatwa Mwari, akaona Hushai muAriki osangana naye, nguvo dzake dzakabvarurwa nevhu pamusoro wake.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Dhavhidhi wakati asvika kumusoro kwainamatwa Mwari, akaona Hushai muAriki osangana naye, nguo dzake dzakabvarurwa nevhu pamusoro wake.