2 Samuel 15:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi akati kwaari: Kana iwe ukapfuʋura neni, ucandiremedza;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi akati kwaari, “Kana iwe ukaenda neni, uchava mutoro kwandiri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi akati kwaari, “Ndikati ndiende newe kutozvipa nhamo kwandingaite.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi akati kwaari, “Kana iwe ukapfuura neni, uchandiremedza;
Shona 2009?
Dhavhidhi akati kwaari, "Kana iwe ukapfuura neni, uchandiremedza;
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi akati kwaari, “Kana iwe ukapfuura neni, uchandiremedza;