2 Samuel 15:35 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Zadoki naAbiatari ʋaprista, haʋazi’po newe here? Naiɀoɀo ɀose ɀaunonzwa mumba mamambo, uʋudze Zadoki naAbiatari ʋaprista iɀoɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vaprista Zadhoki naAbhiatari vanenge vasiri pamwe chete newe here? Iwe uvaudze zvose zvaunenge uchinzwa zvichirongwa mumuzinda wamambo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Inga wani Zadhoki naAbhiatari vapristi vanenge vanewe ikoko. Saka zvose zvamunenge manzwa nezvokumba kwamambo mobvawo mataurira Zadhoki naAbhiatari vapristi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zadhoki naAbhiatari vapristi, havazipo newe here? Naizvozvo zvose zvaunonzwa mumba mamambo, uudze Zadhoki naAbhiatari vapristi izvozvo.
Shona 2009?
Zadhoki naAbhiatari vaprista, havazipo newe here? Naizvozvo zvose zvaunonzwa mumba mamambo, uudze Zadhoki naAbhiatari vaprista izvozvo.
Shona SUB 2002 Bible
Zadhoki naAbhiatari vapristi, havazipo newe here? Naizvozvo zvose zvaunonzwa mumba mamambo, uudze Zadhoki naAbhiatari vapristi izvozvo.