2 Samuel 15:37 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo Husai, shamŋari yaDavidi, akaenda kuguta; naAbsaromi akapinda Jerusarema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka shamwari yaDhavhidhi, Hushai, akasvika kuJerusarema Abhusaromu paakanga achipinda muguta.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokudaro Hushai shamwari yaDhavhidhi akadzokera kuguta akasanganidzana naAbhusharomu achitopindawo muJerusaremu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo Hushai, shamwari yaDhavhidhi, akaenda kuguta; naAbhusaromu akapinda Jerusaremu.
Shona 2009?
Naizvozvo Hushai, shamwari yaDhavhidhi, akaenda kuguta; naAbhusaromu akapinda Jerusaremu.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo Hushai, shamwari yaDhavhidhi, akaenda kuguta; naAbhusaromu akapinda Jerusaremu.