2 Samuel 15:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuye Absaromi akati ʋo: Ƌai ini ndiciitwa mutoŋgi panyika, kuti aninani aneŋge anemhaka kana shoko aʋuye kwandiri, ini ndimururamisire.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye Abhusaromu aizoti, “Dai vaindiita zvavo mutongi munyika muno! Zvaizoti munhu wose anenge ane chichemo kana nyaya aizouya kwandiri uye ndaizoona kuti aitirwa zvakarurama.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Abhusharomu aibva ati, “Dai zvangu ndirini mutongi wenyika ino ndaiti kana munhu akauya kwandiri nenyaya kana nechichemo chake ini ndaibva ndamuenzanisira.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uye Abhusaromu akatiwo, “Dai ini ndichiitwa mutongi panyika, kuti ani nani anenge ane mhaka kana shoko auye kwandiri, ini ndimururamisire.”
Shona 2009?
Uye Abhusaromu akatiwo, "Dai ini ndichiitwa mutongi panyika, kuti ani nani anenge ane mhaka kana shoko auye kwandiri, ini ndimururamisire."
Shona SUB 2002 Bible
Uye Abhusaromu akatiwo, “Dai ini ndichiitwa mutongi panyika, kuti ani nani anenge ane mhaka kana shoko auye kwandiri, ini ndimururamisire.”