2 Samuel 15:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana aninani akasweɗera kuzofugama pamberi pake, iye waitambanudza ruʋoko rwake, acimuɓata, acimuȿeta.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvaizotizve, kana munhu akaswedera kwaari akamupfugamira, Abhusaromu aimutambanudzira ruoko rwake, omubata uye omutsvoda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Aitiwo kana munhu ouya kwaari kuzomugwadamira aibva amuchingidzira kwazvo maoko omubata achimutsvoda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kana ani nani akaswedera kuzopfugama pamberi pake, iye waitambanudza ruoko rwake, achimubata, achimutsvoda.
Shona 2009?
Zvino kana ani nani akaswedera kuzopfugama pamberi pake, iye waitambanudza ruoko rwake, achimubata, achimutsvoda.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kana ani nani akaswedera kuzopfugama pamberi pake, iye waitambanudza ruoko rwake, achimubata, achimutsvoda.