2 Samuel 15:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino makore manna akati apfuʋura, Absaromi akati kunamambo: Nditenderei henyu ndiende Hebroni, ndindoripira kupika kwaŋgu kwandakapikira Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mushure mamakore mana, Abhusaromu akati kuna mambo, “Nditenderei kuti ndiende kuHebhuroni ndinozadzisa mhiko yandakaita kuna Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mushure memakore mana, Abhusharomu akati kuna mambo, Chimbondiregai zvenyu ndiende kuHebhuroni kundozadzisa zvandakapika nemhiko kuna Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino makore mana akati apfuura, Abhusaromu akati kuna mambo, “Nditenderei henyu ndiende Hebhuroni, ndindoripira kupika kwangu kwandakapikira Jehovha.
Shona 2009?
Zvino makore mana akati apfuura, Abhusaromu akati kuna mambo, "Nditenderei henyu ndiende Hebhuroni, ndindoripira kupika kwangu kwandakapikira Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino makore mana akati apfuura, Abhusaromu akati kuna mambo, “Nditenderei henyu ndiende Hebhuroni, ndindoripira kupika kwangu kwandakapikira Jehovha.