2 Samuel 15:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti muranda wenyu wakapika mhiko ndicigere Geshuri paSiria, ndikati: Ɀirokwaɀo, kana Jehova akandidzosera Jerusarema, ndicanamata Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muranda wenyu paakanga achigara paGeshuri muAramu, ndakaita mhiko iyi, ‘Kana Jehovha akandidzosera kuJerusarema, ndichamunamata ndiri muHebhuroni.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinodaro nokuti ini muranda wenyu pandanga ndiri kuGeshuri kuAramu ndakanyatsopika nemhiko ndichiti, “Chokwadi chokwadi kana Tenzi akaita kuti ndidzokere kuJerusaremu uku ndichazvipira kunamata Tenzi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti muranda wenyu wakapika mhiko ndichigere Geshuri paSiria, ndikati, ‘Zvirokwazvo, kana Jehovha akandidzosera Jerusaremu, ndichanamata Jehovha.’ ”
Shona 2009?
Nokuti muranda wenyu wakapika mhiko ndichigere Geshuri paSiria, ndikati, `Zvirokwazvo, kana Jehovha akandidzosera Jerusaremu, ndichanamata Jehovha.' "
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti muranda wenyu wakapika mhiko ndichigere Geshuri paSiria, ndikati, ‘Zvirokwazvo, kana Jehovha akandidzosera Jerusaremu, ndichanamata Jehovha.’ ”