2 Samuel 16:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mambo akati: Ndinemhoȿa yeiko nemi, imi ʋana ʋaZeruya; ŋgaatuke hake, kana Jehova aciŋge ati kwaari: Tuka Davidi, ndianiko uŋgati: Waitireiko kuɗai?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi mambo akati, “Ko, ini nemi takafanana pakudini, imi vanakomana vaZeruya? Ko, kana achituka nokuti Jehovha ati kwaari, ‘Tuka Dhavhidhi,’ ndiani angati, ‘Ko, unoitirei izvi?’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi mambo akati, “Munei nazvo nhaimi vana vaZeruya? Zvimwe kudaro ari kundituka pamusana pokuti Tenzi amuti, tuka Dhavhidhi, ndiani zvino angabvunze kuti, ‘Ko izvozvi uri kuitirei?’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mambo akati, “Ndine mhosva yeiko nemi, imi vana vaZeruya; ngaatuke hake, kana Jehovha achinge ati kwaari, ‘Tuka Dhavhidhi,’ ndianiko ungati, ‘Waitireiko kudai?’ ”
Shona 2009?
Mambo akati, "Ndine mhosva yeiko nemi, imwi vana vaZeruya; ngaatuke hake, kana Jehovha achinge ati kwaari, `Tuka Dhavhidhi,' ndianiko ungati, `Waitireiko kudai?' "
Shona SUB 2002 Bible
Mambo akati, “Ndine mhosva yeiko nemi, imi vana vaZeruya; ngaatuke hake, kana Jehovha achinge ati kwaari, ‘Tuka Dhavhidhi,’ ndianiko ungati, ‘Waitireiko kudai?’ ”