2 Samuel 16:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀimŋe Jehova ucaʋona ɀakaipa ɀandakaitirwa, ɀimŋe Jehova ucandiitira ɀakanaka pamsoro pokundituka kwake nhasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvichida Jehovha angaona kutambura kwangu uye zvimwe angandiripira zvakanaka nokuda kwokutukwa kwandiri kugamuchira nhasi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvichida Tenzi achaona dambudziko rangu akandiitira zvakanaka pamusana pokunyombwa kwandiri kuitwa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvimwe Jehovha uchaona zvakaipa zvandakaitirwa, zvimwe Jehovha uchandiitira zvakanaka pamusoro pokundituka kwake nhasi.”
Shona 2009?
Zvimwe Jehovha uchaona zvakaipa zvandakaitirwa, zvimwe Jehovha uchandiitira zvakanaka pamusoro pokundituka kwake nhasi."
Shona SUB 2002 Bible
Zvimwe Jehovha uchaona zvakaipa zvandakaitirwa, zvimwe Jehovha uchandiitira zvakanaka pamusoro pokundituka kwake nhasi.”