2 Samuel 16:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Absaromi akati kunaHushai: Ndiɀo ɀakanaka ɀaunoitira shamŋari yako? Wakaregereiko kuenda neshamŋari yako?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Abhusaromu akabvunza Hushai akati, “Urwu ndirwo rudo rwaunoratidza shamwari yako here? Sei usina kuenda neshamwari yako?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Abhusharomu akati kuna Hushai, “Ndiko kuvimbika here kushamwari yako nhai ikoku? Waregerei kuenda neshamwari yako?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Abhusaromu akati kuna Hushai, “Ndizvo zvakanaka zvaunoitira shamwari yako? Wakaregereiko kuenda neshamwari yako?”
Shona 2009?
Abhusaromu akati kuna Hushai, "Ndizvo zvakanaka zvaunoitira shamwari yako? Wakaregereiko kuenda neshamwari yako?"
Shona SUB 2002 Bible
Abhusaromu akati kuna Hushai, “Ndizvo zvakanaka zvaunoitira shamwari yako? Wakaregereiko kuenda neshamwari yako?”