2 Samuel 16:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hushai akati kunaAbsaromi: Kwete, asi iye wakatsaurwa naJehova ʋuye naʋanhu aʋa, ʋuye naʋarume ʋose ʋaIsraeri, ndiye wandicaʋa wake, ndiye wandicagara naye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hushai akati kuna Abhusaromu, “Kwete, iye akasarudzwa naJehovha, navanhu ava uye navarume vose veIsraeri, ini ndichava wake, uye ndicharamba ndinaye.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hushai akati kuna Abhusharomu, “Bodo, nokuti anenge asarudzwa naTenzi navanhu ivava pamwechete navarume vose vokwaIsiraeri ndiye wangu iyeyo, uye ndiyewo wandinogara naye.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hushai akati kuna Abhusaromu, “Kwete, asi wakatsaurwa naJehovha uye vanhu ava, uye navarume vose vaIsiraeri, ndiye wandichava wake, ndiye wandichagara naye.
Shona 2009?
Hushai akati kuna Abhusaromu, "Kwete, asi wakatsaurwa naJehovha uye vanhu ava, uye navarume vose vaIsiraeri, ndiye wandichava wake, ndiye wandichagara naye.
Shona SUB 2002 Bible
Hushai akati kuna Abhusaromu, “Kwete, asi wakatsaurwa naJehovha uye vanhu ava, uye navarume vose VaIsiraeri, ndiye wandichava wake, ndiye wandichagara naye.