2 Samuel 16:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo mambo akati kunaZiba: Tarira, ɀose ɀaMefibosheti ndeɀako. Ziba akati: Ndinokotamira pasi; ndinzwirei nyasha, ishe waŋgu mambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo mambo akati kuna Zibha, “Tarira zvose zvanga zviri zvaMefibhosheti zvava zvako.” Zibha akati, “Ndinozvideredza. Dai ndawana nyasha pamberi penyu, ishe wangu mambo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo akabva ati kuna Zibha, “Chinzwa, zvose zvanga zviri zvaMefibhosheti zvava zvako.” Zibha akati, “Ndinokuremekedzai mambo changamire. Dai mwoyochena wenyu kwandiri wangoramba wakadaro.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo mambo akati kuna Zibha, “Tarira, zvose zvaMefibhosheti ndezvako.” Zibha akati, “Ndinokotamira pasi; ndinzwirei nyasha, ishe wangu mambo.”
Shona 2009?
Ipapo mambo akati kuna Zibha, "Tarira, zvose zvaMefibhosheti ndezvako." Zibha akati, "Ndinokotamira pasi; ndinzwirei nyasha, ishe wangu mambo."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo mambo akati kuna Zibha, “Tarira, zvose zvaMefibhosheti ndezvako.” Zibha akati, “Ndinokotamira pasi; ndinzwirei nyasha, ishe wangu mambo.”