2 Samuel 16:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Shimei akatuka, akati: Cibva, cibva, iwe munhu weropa, iwe munhu wakaiȿo‐ipa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shimei akatuka achiti, “Ibva kuno, ibva kuno, iwe munhu weropa, munhu akaipa!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Shimei aimutuka achiti, “Iwe! Ibva kuno! Ibva! Mhondi yomunhu! Munhu pasina!
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Shimei akatuka akati, “Chibva, chibva, iwe munhu weropa, iwe munhu wakaisvoipa;
Shona 2009?
Shimei akatuka akati, "Chibva, chibva, iwe munhu weropa, iwe munhu wakaisvoipa;
Shona SUB 2002 Bible
Shimei akatuka akati, “Chibva, chibva, iwe munhu weropa, iwe munhu wakaisvoipa;