2 Samuel 16:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova wakadzosera pamsoro pako ropa rose reimba yaSauro, wawakaŋga wakaɓata ʋushe panɀimbo yake. Jehova wakapa ʋushe muruʋoko rwaAbsaromi mŋanakomana wako; tarira, waɓatwa neɀakaipa ɀako, nokuti uri munhu weropa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akuripira ropa rose rawakadeura muimba yaSauro, uyo wawakatorera chigaro chokutonga. Jehovha apa ushe kumwanakomana wako Abhusaromu. Wasvika pakuparara nokuti uri munhu weropa!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akatsividza ropa remba yokwaSauro wawakatorera chigaro chokutonga. Tenzi azopa umambo mwanakomana wako Abhusharomu. Yhaa! Wazozviona. Waparara iwe nokuti uri mhondi yomunhu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha wakadzosera pamusoro pako ropa rose reimba yaSauro, wawakanga wakabata ushe panzvimbo yake. Jehovha wakapa ushe muruoko rwaAbhusaromu mwanakomana wako; tarira, wabatwa nezvakaipa zvako, nokuti uri munhu weropa.”
Shona 2009?
Jehovha wakadzosera pamusoro pako ropa rose reimba yaSauro, wawakanga wakabata ushe panzvimbo yake. Jehovha wakapa ushe muruoko rwaAbhusaromu mwanakomana wako; tarira, wabatwa nezvakaipa zvako, nokuti uri munhu weropa."
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha akadzosera pamusoro pako ropa rose reimba yaSauro, wawakanga wakabata ushe panzvimbo yake. Jehovha wakapa ushe muruoko rwaAbhusaromu mwanakomana wako; tarira, wabatwa nezvakaipa zvako, nokuti uri munhu weropa.”