2 Samuel 17:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Hushai akati kunaZadoki nokunaAbiatari ʋaprista: Ahitoferi wakapa Absaromi naʋakuru ʋaIsraeri zano rokuti nerokuti, asi ini ndakaʋapa zano rokuti nerokuti.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Hushai akati kuna Zadhoki naAbhiatari, vaprista, “Ahitoferi arayira Abhusaromu navakuru veIsraeri kuti vaite ichi nechocho.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hushai akazonyevera Zadhoki naAbhiatari vapristi achiti, “Zano ranga rapiwa naAhitoferi kuna Abhusharomu navakuru vakuru vokwaIsiraeri nderiri, iniwo randazopa nderiri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Hushai akati kuna Zadhoki nokuna Abhiatari vapristi, “Ahitoferi wakapa Abhusaromu navakuru vaIsiraeri zano rokuti nerokuti, asi ini ndakavapa zano rokuti nerokuti.
Shona 2009?
Zvino Hushai akati kuna Zadhoki nokuna Abhiatari vaprista, "Ahitoferi wakapa Abhusaromu navakuru vaIsiraeri zano rokuti nerokuti, asi ini ndakavapa zano rokuti nerokuti.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Hushai akati kuna Zadhoki nokuna Abhiatari vapristi, “Ahitoferi wakapa Abhusaromu navakuru VaIsiraeri zano rokuti nerokuti, asi ini ndakavapa zano rokuti nerokuti.