2 Samuel 17:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mukadzi akatora cokufukidzira naco, akaciwarira pamsoro pomuromo wetsime, akanika ɀiyo ɀakaswiwa pamsoro paco; hakunecinhu cakazozikanwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mukadzi wake akatora chifukidzo akachiwaridza pamusoro pomuromo wetsime uye akayanika zviyo pamusoro pacho. Hakuna akaziva chinhu pamusoro pazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mudzimai akafukidza pamuromo wemugodhi wemvura akabva ayanika mbesanwapo nokudaro hazvina akaziva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mukadzi akatora chokufukidzira nacho, akachiwarira pamusoro pomuromo wetsime, akanika zviyo zvakaswiwa pamusoro pacho; hakune chinhu chakazozikanwa.
Shona 2009?
Mukadzi akatora chokufukidzira nacho, akachiwarira pamusoro pomuromo wetsime, akanika zviyo zvakatswiwa pamusoro pacho; hakune chinhu chakazozikamwa.
Shona SUB 2002 Bible
Mukadzi akatora chokufukidzira nacho, akachiwarira pamusoro pomuromo wetsime, akanika zviyo zvakatswiwa pamusoro pacho; hakuna chinhu chakazozikanwa.