2 Samuel 17:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋaranda ʋaAbsaromi ʋakaȿika kumukadzi kumba, ʋakati: Ahimaazi naJonatani ʋaripiko? Mukadzi akati kwaʋari: Ʋayambuka rukoʋa. Iʋo ʋakaʋatȿaka, ʋakaʋashaiwa, ʋakadzokera Jerusarema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Varume vokwaAbhusaromu vakati vasvika kumukadzi akanga ari pamba, vakabvunza vakati, “VanaAhimaazi naJonatani varipi?” Mukadzi akati kwavari, “Vayambuka rukova.” Varume vakatsvaka asi havana munhu wavakawana, saka vakadzokera kuJerusarema.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makurukota aAbhusharomu paakasvika kumudzimai uyu pamusha apa vakati, “Ahimazi naJonatani vari kupi?” Mukadzi uyu ndokuvati, “Vayambuka kakova ako.” Vakavatsvaka vakavashaya vakadzokera Jerusaremu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino varanda vaAbhusaromu vakasvika kumukadzi kumba, vakati, “Ahimaazi naJonatani varipiko?” Mukadzi akati kwavari, “Vayambuka rukova.” Ivo vakavatsvaka, vakavashaiwa, vakadzokera Jerusaremu.
Shona 2009?
Zvino varanda vaAbhusaromu vakasvika kumukadzi kumba, vakati, "Ahimaazi naJonatani varipiko?" Mukadzi akati kwavari, "Vayambuka rukova." Ivo vakavatsvaka, vakavashaiwa, vakadzokera Jerusaremu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino varanda vaAbhusaromu vakasvika kumukadzi kumba, vakati, “Ahimaazi naJonatani varipiko?” Mukadzi akati kwavari, “Vayambuka rukova.” Ivo vakavatsvaka, vakavashaiwa, vakadzokera Jerusaremu.