2 Samuel 17:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Davidi wakati aciȿika paMahanaimi, Shobi mŋanakomana waNahashi weRaba, waʋana ʋaAmoni, naMakiri mŋanakomana waAmieri weRo‐debari, naBarzirai muGireadi weRogerimi,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi akati asvika kuMahanaimi, Shobhi mwanakomana waNahashi aibva kuRabha ravaAmoni, naMakiri mwanakomana waAmieri weRo Dhebha, uye Bhazirai muGireadhi wokuRogerimi
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakasvika Dhavhidhi kuMahanaimu, Shobhi mwanakomana wavaNahashi wokuRabha muAmoni naMakiri mwanakomana waAmieri wokuRodhebhari pamwechete naBharizirai muGireadhi wokuRogerimu
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Dhavhidhi wakati achisvika paMahanaimu, Shobhi mwanakomana waNahashi weRabha, wavana vaAmoni, naMakiri mwanakomana waAmieri weRodhebhari, naBharizirai muGireadhi weRogerimi,
Shona 2009?
Zvino Dhavhidhi wakati achisvika paMahanaimu, Shobhi mwanakomana waNahashi weRabha, wavana vaAmoni, naMakiri mwanakomana waAmieri weRodhebhari, naBharizirai muGiriyadhi weRogerimi,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Dhavhidhi wakati achisvika paMahanaimu, Shobhi mwanakomana waNahashi weRabha, wavana vaAmoni, naMakiri mwanakomana waAmieri weRodhebhari, naBharizirai muGiriadhi weRogerimi,