2 Samuel 17:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakaʋuya nenhoʋo, nehari, nemidziyo yevu, neɀiyo, nebari, noʋupfu, neɀiyo ɀakakaŋgwa, nenyimo, nenyemba, neɀakakaŋgwa,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
vakauya nenhoo nembiya nemidziyo yevhu. Vakauyawo negorosi nebhari, upfu hwakatsetseka nezviyo zvakakangwa, nyimo nenyemba,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vakaunza mibhedha namadhishi, nehari nekoroni nebhari nembesanwa dzakakangwa nebhinzi nenyemba
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakauya nenhoo, nehari, nemidziyo yevhu, nezviyo, nebhari, noupfu, nezviyo zvakakangwa, nenyimo, nenyemba, nezvakakangwa,
Shona 2009?
vakauya nenhovo, nehari, nemidziyo yevhu, nezviyo, nebhari, noupfu, nezviyo zvakakangwa, nenyimo, nenyemba, nezvakakangwa,
Shona SUB 2002 Bible
vakauya nenhoo, nehari, nemidziyo yevhu, nezviyo, nebhari, noupfu, nezviyo zvakakangwa, nenyimo, nenyemba, nezvakakangwa,