2 Samuel 17:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
noʋuci, namafuta, namakwai, namapundu omukaka, kuti Davidi naʋanhu ʋose ʋaakaŋga anaʋo ʋadye; nokuti ʋakati: Ʋanhu ʋanenzara, ʋaneta, ʋanenyota murenje.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uchi namafuta, makwai uye noruomba rwaibva mumukaka wemhou, kuti Dhavhidhi navanhu vake vadye. Nokuti vakati, “Vanhu vava nenzara, vaneta uye vava nenyota murenje.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kwouya uchi nomukaka wakakora nehwai nechizi yavakawana kuzvipfuwo zvavo zvokuti Dhavhidhi navanhu vaaiva navo vawane chokudya, nokuti vaiti kurenje uku vanhu vava nenzara, vaneta uye vava nenyota.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nouchi, namafuta, namakwai, namapundu omukaka, kuti Dhavhidhi navanhu vose vakanga anavo vadye; nokuti vakati, “Vanhu vane nzara, vaneta, vane nyota murenje.”
Shona 2009?
nouchi, namafuta, namakwai, namapundu omukaka, kuti Dhavhidhi navanhu vose vaakanga anavo vadye; nokuti vakati, "Vanhu vane nzara, vaneta, vane nyota murenje."
Shona SUB 2002 Bible
nouchi, namafuta, namakwai, namapundu omukaka, kuti Dhavhidhi navanhu vose vakanga anavo vadye; nokuti vakati, “Vanhu vane nzara, vaneta, vane nyota murenje.”