2 Samuel 17:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ndicadzosera ʋanhu ʋose kwamuri; kana mawana munhu mumŋe wamunotȿaka, ʋanhu ʋose ʋacadzoka; naiɀoɀo ʋanhu ʋose ʋacaʋa norugare.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichadzosera vanhu vose kwamuri. Kufa kwomunhu wamunotsvaka kuchareva kudzoka kwavose; ipapo vanhu vose vachava norugare.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
ndigodzoka navanhu vacho vose kwamuri somuroora ari kuuya kumusha kwomurume wake. Chenyu imimika kupfuudza munhu mumwechete chete, vanhu vose vobva vapinda zvavo murunyararo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo ndichadzosera vanhu vose kwamuri; kana mawana munhu mumwe wamunotsvaka, vanhu vose vachadzoka; naizvozvo vanhu vose vachava norugare.”
Shona 2009?
Ipapo ndichadzosera vanhu vose kwamuri; kana mawana munhu mumwe wamunotsvaka, vanhu vose vachadzoka; naizvozvo vanhu vose vachava norugare."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo ndichadzosera vanhu vose kwamuri; kana mawana munhu mumwe wamunotsvaka, vanhu vose vachadzoka; naizvozvo vanhu vose vachava norugare.”