2 Samuel 17:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hushai akati kunaAbsaromi: Zano ramapiwa ŋguʋa ino naAhitoferi harina‐kunaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hushai akapindura Abhusaromu akati, “Zano ramapiwa naAhitoferi harina kunaka panguva ino.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hushai akati kuna Abhusharomu, “Zano rapiwa naAhitoferi rwendo runo harina kunaka.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hushai akati kuna Abhusaromu, “Zano ramapiwa nguva ino naAhitoferi harina kunaka.”
Shona 2009?
Hushai akati kuna Abhusaromu, "Zano ramapiwa nguva ino naAhitoferi harina kunaka."
Shona SUB 2002 Bible
Hushai akati kuna Abhusaromu, “Zano ramapiwa nguva ino naAhitoferi harina kunaka.”