2 Samuel 18:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Davidi akaʋereŋga ʋanhu ʋaakaŋga anaʋo, akagadza ʋakuru ʋeɀuru naʋakuru ʋamazana pamsoro paʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi akaunganidza varume vakanga vanaye uye akagadza pamusoro pavo vatungamiri vezviuru navatungamiri vamazana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi akaronga varume vaaiva navo muzvikwata zvezviuru zviuru mukati mazvo zvikwata zvezana zana, ndokuisa vatungamiriri pachikwata choga choga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Dhavhidhi akaverenga vanhu vaakanga anavo, akagadza vakuru vezviuru navakuru vamazana pamusoro pavo.
Shona 2009?
Zvino Dhavhidhi akaverenga vanhu vaakanga anavo, akagadza vakuru vezviuru navakuru vamazana pamusoro pavo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Dhavhidhi akaverenga vanhu vaakanga anavo, akagadza vakuru vezviuru navakuru vamazana pamusoro pavo.