2 Samuel 18:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mumŋe murume akaɀiʋona, akandoʋudza Joabi, akati: Tarira, ndaʋona Absaromi akarembera mumuouki.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mumwe wavarume akati aona izvi, akati kuna Joabhu, “Ndaona Abhusaromu akarembera mumuti womuouki.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mumwe murume akazviona akataurira Joabhu kuti, “Ndaona Abhusharomu akarembera mumuoku.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mumwe murume akazviona, akandoudza Joabhu, akati, “Tarira, ndaona Abhusaromu akarembera mumuoki.”
Shona 2009?
Zvino mumwe murume akazviona, akandoudza Joabhu, akati, "Tarira, ndaona Abhusaromu akarembera mumuoki.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mumwe murume akazviona, akandoudza Joabhu, akati, “Tarira, ndaona Abhusaromu akarembera mumuoki.”