2 Samuel 18:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Joabi akati kumunhu wakamuʋudza: Wakaɀiʋona, ukaregereiko kumuɓaya ipapo? Ndiŋgaɗai ndakakupa masirveri anegumi nebanhire.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Joabhu akati kumurume akanga amuudza izvozvo, “Watii? Wamuona? Seiko usina kumubayira pasi pakare ipapo? Ipapo ndingadai ndazokupa mashekeri gumia esirivha uye nebhanire romurwi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Joabhu akati kuna nyakumuudza, “Watii, watomuona zvako. Ko waregerereiko kumupfuudza awira pasi? Zvingadai zvandifadza ndokupa zvino gumi rezvidimbu zvemari nebhanhire resirivha nomudya.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Joabhu akati kumunhu wakamuudza, “Wakazviona, ukaregereiko kumubaya ipapo? Ndingadai ndakakupa masirivha ane gumi nebhanhire.”
Shona 2009?
Joabhu akati kumunhu wakamuudza, "Wakazviona, ukaregereiko kumubaya ipapo? Ndingadai ndakakupa masirivha ane gumi nebhanhire."
Shona SUB 2002 Bible
Joabhu akati kumunhu wakamuudza, “Wakazviona, ukaregereiko kumubaya ipapo? Ndingadai ndakakupa masirivha ane gumi nebhanhire.”