2 Samuel 18:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo majaya anegumi, aiɓata nhumbi dzokurwa nadzo dzaJoabi, akakomba Absaromi, akamuɓaya, akamuʋuraya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye vatakuri venhumbi dzokurwa nadzo dzaJoabhu gumi vakakomba Abhusaromu, vakamubaya uye vakamuuraya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Majaya gumi aitakurira Joabhu zvombo zvehondo akakomba Abhusharomu vakamuuraya akafa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo majaya ane gumi, aibata nhumbi dzokurwa nadzo dzaJoabhu, akakomba Abhusaromu, akamubaya, akamuuraya.
Shona 2009?
Ipapo majaya ane gumi, aibata nhumbi dzokurwa nadzo dzaJoabhu, akakomba Abhusaromu, akamubaya, akamuuraya.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo majaya ane gumi, aibata nhumbi dzokurwa nadzo dzaJoabhu, akakomba Abhusaromu, akamubaya, akamuuraya.