2 Samuel 18:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Ahimaazi mŋanakomana waZadoki, akati: Regai ndimhanye ɀino ndindoʋudza mambo shoko iri, kuti Jehova wakamutsiʋa kuʋaʋeŋgi ʋake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Ahimaazi mwanakomana waZadhoki akati, “Regai ndimhanye neshoko kuna mambo rokuti Jehovha amurwira kubva muruoko rwavavengi vake.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ahimaazi mwanakomana wavaZadhoki akati, “Regai ndimhanyire kuna mambo ndisvitse shoko iri rakanaka kudai rokuti Tenzi avanunura mumaoko avavengi vavo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Ahimaazi mwanakomana waZadhoki, akati, “Regai ndimhanye zvino ndindoudza mambo shoko iri, kuti Jehovha wakamutsiva kuvavengi vake.”
Shona 2009?
Zvino Ahimaazi mwanakomana waZadhoki, akati, "Regai ndimhanye zvino ndindoudza mambo shoko iri, kuti Jehovha wakamutsiva kuvavengi vake."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Ahimaazi mwanakomana waZadhoki, akati, “Regai ndimhanye zvino ndindoudza mambo shoko iri, kuti Jehovha akamutsiva kuvavengi vake.”