2 Samuel 18:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Joabi akati kwaari: Iwe hauŋgaendi neshoko nhasi, asi uŋgaenda neshoko rimŋe zuʋa; asi nhasi hauŋgaendi neshoko, nokuti mŋanakomana wamambo wafa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Joabhu akati, “Hausiwe unoenda neshoko nhasi. Ungaenda hako neshoko pane dzimwe nguva, asi haufaniri kuita izvozvo nhasi, nokuti mwanakomana wamambo afa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Joabhu akamuti, “Haungaende neshoko iri iye nhasi uno asi kutoti ungazoenda neshoko racho rimwe zuva zvaro. Asi nhasi haufaniri kuenda neshoko nokuti afa uyu mwanakomana wamambo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Joabhu akati kwaari, “Iwe haungaendi neshoko nhasi, asi ungaenda neshoko rimwe zuva; asi nhasi haungaendi neshoko, nokuti mwanakomana wamambo wafa.”
Shona 2009?
Joabhu akati kwaari, "Iwe haungaendi neshoko nhasi, asi ungaenda neshoko rimwe zuva; asi nhasi haungaendi neshoko, nokuti mwanakomana wamambo wafa."
Shona SUB 2002 Bible
Joabhu akati kwaari, “Iwe haungaendi neshoko nhasi, asi ungaenda neshoko rimwe zuva; asi nhasi haungaendi neshoko, nokuti mwanakomana wamambo wafa.”