2 Samuel 18:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Joabi akati kumuKushi: Enda iwe undoʋudza mambo ɀawaʋona. MuKushi akakotamira pasi pamberi paJoabi, akamhanya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Joabhu akati kumuEtiopia, “Chienda undoudza mambo zvawaona.” MuEtiopia akakotama pamberi paJoabhu uye akamhanya achibvapo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Joabhu akabva ati kune mumwe wechiKushi, “Iwe chienda undotaurira mambo zvawaona.” MuKushi uya akakotamira Joabhu kumuremekedza ndokubva amhanyirako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Joabhu akati kumuKushi, “Enda iwe undoudza mambo zvawaona.” MuKushi akakotamira pasi pamberi paJoabhu, akamhanya.
Shona 2009?
Zvino Joabhu akati kumuKushi, "Enda iwe undoudza mambo zvawaona." MuKushi akakotamira pasi pamberi paJoabhu, akamhanya.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Joabhu akati kumuKushi, “Enda iwe undoudza mambo zvawaona.” MuKushi akakotamira pasi pamberi paJoabhu, akamhanya.