2 Samuel 18:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akati: Kunyaŋge ɀakaɗaro haɀo, ndicamhanya haŋgu. Akati kwaari: Mhanya hako. Ipapo Ahimaazi akamhanya nenzira yomuɓani, akapfuʋura muKushi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye akati, “Kunyange zvakadaro hazvo, ndinoda kumhanya ini.” Saka Joabhu akati, “Mhanya!” Ipapo Ahimaazi akamhanya nomunzira yomubani akasiya muEtiopia.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye ndokuti, “Chauya chauya regai ndimhanye.” Saizvozvo iye akamuti, “Chimhanya.” Ahimaazi akamhanya nokunzira iri kwakati sandara akabva apfuura muKushi uye.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akati, “Kunyange zvakadaro hazvo, ndichamhanya hangu.” Akati kwaari, “Mhanya hako.” Ipapo Ahimaazi akamhanya nenzira yomubani, akapfuura muKushi.
Shona 2009?
Iye akati, "Kunyange zvakadaro hazvo, ndichamhanya hangu." Akati kwaari, "Mhanya hako." Ipapo Ahimaazi akamhanya nenzira yomubani, akapfuura muKushi.
Shona SUB 2002 Bible
Iye akati, “Kunyangwe zvakadaro hazvo, ndichamhanya hangu.” Akati kwaari, “Mhanya hako.” Ipapo Ahimaazi akamhanya nenzira yomubani, akapfuura muKushi.