2 Samuel 18:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Davidi wakaŋga agere pakati pamasuʋo maʋiri, nharirire ikakwira paɗeŋga resuʋo paruȿiŋgo rweguta, akatarira, akaʋona murume acimhanya ari oga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi paakanga agere pakati pamasuo maviri, murindi akakwira pamusoro pedenga resuo reparusvingo. Akati atarisa kunze, akaona murume achimhanya ari oga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvozvo Dhavhidhi akanga akagara pakati pemisuwo mikuru miviri yeguta. Munhu aichengetedzapo akakwira pamusoro pesuo guru reparusvingo. Paakati tarisei akabva aona mumwe murume achimhanya ari oga oga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Dhavhidhi wakanga agere pakati pamasuo maviri, nharirire ikakwira padenga resuo parusvingo rweguta, akatarira, akaona murume achimhanya ari oga.
Shona 2009?
Zvino Dhavhidhi wakanga agere pakati pamasuo maviri, nharirire ikakwira padenga resuo parusvingo rweguta, akatarira, akaona murume achimhanya ari oga.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Dhavhidhi wakanga agere pakati pamasuwo maviri, nharirire ikakwira padenga resuwo parusvingo rweguta, akatarira, akaona murume achimhanya ari oga.