2 Samuel 18:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nharirire ikaɗanidzira, ikaʋudza mambo. Mambo akati: Kana ari oga, uneshoko mumuromo make. Akaramba acifamba, akasweɗera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Murindi akadanidzira kuna mambo akamuzivisa izvozvo. Mambo akati, “Kana ari oga, anofanira kunge ane shoko rakanaka.” Uye murume akaramba achingoswedera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Wokuchengetedzapo uya akadaidzira kutaurira mambo. Mambo akati, “Kana ari oga oga kudaro munhu ane shoko rakanaka.” Murume uya akaramba achiuya kudzamara asvika pedyo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nharirire ikadanidzira, ikaudza mambo. Mambo akati, “Kana ari oga, ane shoko mumuromo make” Akaramba achifamba, akaswedera.
Shona 2009?
Nharirire ikadanidzira, ikaudza mambo. Mambo akati, "Kana ari oga, ane shoko mumuromo make" Akaramba achifamba, akaswedera.
Shona SUB 2002 Bible
Nharirire ikadanidzira, ikaudza mambo. Mambo akati, “Kana ari oga, ane shoko mumuromo make” Akaramba achifamba, akaswedera.