2 Samuel 18:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nharirire ikaʋona mumŋe munhu ɀe acimhanya; nharirire ikaɗanidzira kumutariri wesuʋo, ikati: Tarira, kunomumŋe munhu ɀe unomhanya ari oga. Mambo akati: Naiye unoʋuya neshoko.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo murindi akaonazve mumwe murume achimhanya, akadanidzira kumutariri wesuo akati, “Tarira mumwe ari kumhanya ari oga!” Mambo akati, “Anofanira kunge achiuyawo neshoko rakanaka.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muchengetedzi wepo uyu akaona zvakare mumwe murume achimhanya. Muchengetedzi akadaidzira kune aiva pasuo guru achiti, “Ona mumwezve uyo ari kumhanya ari oga oga.” Mambo ndokuti, “Naiyeyowo ari kuuya neshoko rakanaka.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nharirire ikaona mumwe munhuzve achimhanya; nharirire ikadanidzira kumutariri wesuo, ikati, “Tarira, kuno mumwe munhuzve unomhanya ari oga.” Mambo akati, “Naiye unouya neshoko.”
Shona 2009?
Nharirire ikaona mumwe munhuzve achimhanya; nharirire ikadanidzira kumutariri wesuo, ikati, "Tarira, kuno mumwe munhuzve unomhanya ari oga." Mambo akati, "Naiye unouya neshoko."
Shona SUB 2002 Bible
Nharirire ikaona mumwe munhuzve achimhanya; nharirire ikadanidzira kumutariri wesuwo, ikati, “Tarira, kuno mumwe munhuzve unomhanya ari oga.” Mambo akati, “Naiye unouya neshoko.”