2 Samuel 18:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nharirire ikati: Ndinofuŋga kuti kumhanya kwowokutaŋga kwakafanana nokumhanya kwaAhimaazi mŋanakomana waZadoki. Mambo akati: Iye munhu wakanaka, unoʋuya neshoko rakanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Murindi akati, “Ndinoona sokuti wokutanga anomhanya saAhimaazi mwanakomana waZadhoki.” Mambo akati, “Munhu akanaka iyeye. Ari kuuya namashoko akanaka.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muchengetedzi akati, “Mumhanyiro weari mberi wacho ndiri kuona kunge mumhanyiro waAhimaazi mwana wavaZadhoki.” Mambo akati, “Uyo munhu ane mwoyo wakanaka uyo uyewo anounza shoko rakanaka.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nharirire ikati, “Ndinofunga kuti kumhanya kwowokutanga kwakafanana nokumhanya kwaAhimaazi mwanakomana waZadhoki.” Mambo akati, “Iye munhu wakanaka, unouya neshoko rakanaka.”
Shona 2009?
Nharirire ikati, "Ndinofunga kuti kumhanya kowokutanga kwakafanana nokumhanya kwaAhimaazi mwanakomana waZadhoki." Mambo akati, "Iye munhu wakanaka, unouya neshoko rakanaka."
Shona SUB 2002 Bible
Nharirire ikati, “Ndinofunga kuti kumhanya kwowokutanga kwakafanana nokumhanya kwaAhimaazi mwanakomana waZadhoki.” Mambo akati, “Iye munhu wakanaka, unouya neshoko rakanaka.”