2 Samuel 18:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ahimaazi akaɗanidzira akati kunamambo: Rugare! Akakotamira pasi neciso cake pamberi pamambo, akati: Jehova Mŋari wenyu ŋgaakudzwe, wakaisa kwamuri ʋanhu ʋakaŋga ʋatambanudzira maʋoko aʋo kunashe waŋgu mambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Ahimaazi akadanidzira kuna mambo achiti, “Rugare!” Akakotama pamberi pamambo akatsikitsira uso hwake pasi akati, “Jehovha Mwari wenyu ngarumbidzwe! Akaisa kwamuri varume vakanga vachisimudzira maoko avo kuti varwe naishe wangu mambo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ahimaazi akadaidzira kuna mambo achiti, “Uku zvose muchete.” Akakotamira mambo achimuremekedza akati, “Tenzi, Mwari wenyu ngaarumbidzwe aisa mumaoko enyu vanhu vanga vakakupandukirai mambo changamire.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ahimaazi akadanidzira akati kuna mambo, “Rugare!” Akakotamira pasi nechiso chake pamberi pamambo, akati, “Jehovha Mwari wenyu ngaakudzwe, wakaisa kwamuri vanhu vakanga vatambanudzira maoko avo kunashe wangu mambo.”
Shona 2009?
Ahimaazi akadanidzira akati kuna mambo, "Rugare!" Akakotamira pasi nechiso chake pamberi pamambo, akati, "Jehovha Mwari wenyu ngaakudzwe, wakaisa kwamuri vanhu vakanga vatambanudzira maoko avo kunashe wangu mambo."
Shona SUB 2002 Bible
Ahimaazi akadanidzira akati kuna mambo, “Rugare!” Akakotamira pasi nechiso chake pamberi pamambo, akati, “Jehovha Mwari wenyu ngaakudzwe, wakaisa kwamuri vanhu vakanga vatambanudzira maoko avo kunashe wangu mambo.”