2 Samuel 18:31 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino muKushi akaȿika. MuKushi akati: Ndineshoko kunashe waŋgu mambo; nokuti Jehova wakakutsiʋai nhasi kunaʋose ʋakaŋga ʋakumukirai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo muEtiopia akasvika akati, “Ishe wangu mambo, inzwai mashoko akanaka! Jehovha akurwirai nhasi kuna vose vakakumukirai.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
WechiKushi uye akabva asvikawopo. MuKushi uyu akati, “Ndauya neshoko rakanaka mambo changamire. Tenzi aisa mumaoko enyu vose vanga vakakupandukirai.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino muKushi akasvika. MuKushi akati, “Ndine shoko kunashe wangu mambo; nokuti Jehovha wakakutsivai nhasi kuna vose vakanga vakumukirai.”
Shona 2009?
Zvino muKushi akasvika. MuKushi akati, "Ndine shoko kunashe wangu mambo; nokuti Jehovha wakakutsivai nhasi kuna vose vakanga vakumukirai."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino muKushi akasvika. MuKushi akati, “Ndine shoko kunashe wangu mambo; nokuti Jehovha akakutsivai nhasi kuna vose vakanga vakumukirai.”