2 Samuel 18:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mambo akaraira Joabi naAbishai naItai, akati: Nzwirai henyu jaya nyasha, iye Absaromi, nokuɗa kwaŋgu. Ʋanhu ʋose ʋakanzwa mambo aciraira ʋakuru ʋose pamsoro paAbsaromi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo akarayira Joabhu, Abhishai naItai akati, “Munzwire henyu jaya nyasha, iye Abhusaromu nokuda kwangu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo akaudza Joabhu naAbhishai naItai kuti, “Pamusana pangu ndibatirei zvakanaka mukomana uyu, Abhusharomu.” Mambo paaiudza vatungamiri vehondo vose nezvaAbhusharomu vanhu vose vaizvinzwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mambo akaraira Joabhu naAbhishai naItai, akati, “Nzwirai henyu jaya nyasha, iye Abhusaromu, nokuda kwangu.” Vanhu vose vakanzwa mambo achiraira vakuru vose pamusoro paAbhusaromu.
Shona 2009?
Zvino mambo akaraira Joabhu naAbhishai naItai, akati, "nzwirai henyu jaya nyasha, iye Abhusaromu, nokuda kwangu." Vanhu vose vakanzwa mambo achiraira vakuru vose pamusoro paAbhusaromu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mambo akaraira Joabhu naAbhishai naItai, akati, “Nzwirai henyu jaya nyasha, iye Abhusaromu, nokuda kwangu.” Vanhu vose vakanzwa mambo achiraira vakuru vose pamusoro paAbhusaromu.