2 Samuel 18:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋanhu ʋakaɓuɗira kusaŋgo kundorwa naIsraeri, ʋakarwa muɗondo raEfraimi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Varwi vakafamba vachipinda musango kuti vandorwa navaIsraeri, uye hondo yakarwiwa mudondo raEfuremu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvo hondo yakabudira vokwaIsiraeri kunze, ikarwisana navo musango rokwaEfuraimu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vanhu vakabudira kusango kundorwa naIsiraeri, vakarwa mudondo raEfuremu.
Shona 2009?
Zvino vanhu vakabudira kusango kundorwa naIsiraeri, vakarwa mudondo raEfuremu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vanhu vakabudira kusango kundorwa naIsiraeri, vakarwa mudondo raEfuremu.