2 Samuel 19:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Absaromi watakaŋga tazodza kuti aʋe mambo weɗu, wafa pakurwa. Ɀino munoregereiko kutaurirana kudzosa mambo?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye Abhusaromu, uyo watakazodza kuti atitonge, afa muhondo. Saka munoregereiko kutaura nezvokudzosa mambo?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asika Abhusharomu watakanga tagadza umambo akafa muhondo. Ko zvino morambirei makangoti zi-i zi-i musingataure nezvokuti mambo achidzoka zvake?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Abhusaromu watakanga tazodza kuti ave mambo wedu, wafa pakurwa. Zvino munoregereiko kutaurirana kudzosa mambo?”
Shona 2009?
Asi Abhusaromu watakanga tazodza kuti ave mambo wedu, wafa pakurwa. Zvino munoregereiko kutaurirana kudzosa mambo?"
Shona SUB 2002 Bible
Asi Abhusaromu watakanga tazodza kuti ave mambo wedu, wafa pakurwa. Zvino munoregereiko kutaurirana kudzosa mambo?”