2 Samuel 19:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Imi muri hama dzaŋgu, muri mafupa aŋgu nenyama yaŋgu: ɀino munononokirei kudzosa mambo?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Imi muri hama dzangu, muri venyama yangu chaivo uye veropa rangu. Saka maitireiko vokupedzisira kudzosa mambo?’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imi vacho ndimi hama dzangu. Muri hama dzangu chaidzo, vanhu veropa rimwechete neni. Madirei kuva imi ndimi vokupedzesera kuti mambo achidzokera zvake?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Imi muri hama dzangu, muri mapfupa angu nenyama yangu, zvino munononokirei kudzosa mambo?
Shona 2009?
imwi muri hama dzangu, muri mapfupa angu nenyama yangu, zvino munononokerei kudzosa mambo?
Shona SUB 2002 Bible
Imi muri hama dzangu, muri mapfupa angu nenyama yangu, zvino munononokerei kudzosa mambo?