2 Samuel 19:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino muti kunaAmasa: Iwe hauzi fupa raŋgu nenyama yaŋgu here? Mŋari ŋgaandiroʋe, arambe aciɗaro, kana iwe usiŋgazoʋi mukuru wehondo ŋguʋa yose pamberi paŋgu panɀimbo yaJoabi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye muti kuna Amasa, ‘Ko, iwe hauzi wenyama yangu uye weropa rangu here? Mwari ngaandirove, ngaarambe achidaro kwazvo, kana kubva zvino zvichienda mberi, iwe ukarega kuva mukuru wehondo yangu panzvimbo yaJoabhu.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iti kuna Amasa, ko zvauriwezve muzukuru wangu chaiye wani weropa rimwechete neni? NaMwari chaiye ngapave nechinondiwana kana iwe usiri mutungamiriri wehondo yangu kubvira iyezvino zvichienda mberi panzvimbo yanga iri yaJoabhu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino muti kuna Amasa, ‘Iwe hauzi pfupa rangu nenyama yangu here? Mwari ngaandirove, arambe achidaro, kana iwe usingazovi mukuru wehondo nguva yose pamberi pangu panzvimbo yaJoabhu.’ ”
Shona 2009?
Zvino muti kuna Amasa, `Iwe hauzi pfupa rangu nenyama yangu here? Mwari ngaandirove, arambe achidaro, kana iwe usingazovi mukuru wehondo nguva yose pamberi pangu panzvimbo yaJoabhu.' "
Shona SUB 2002 Bible
Zvino muti kuna Amasa, ‘Iwe hauzi pfupa rangu nenyama yangu here? Mwari ngaandirove, arambe achidaro, kana iwe usingazovi mukuru wehondo nguva yose pamberi pangu panzvimbo yaJoabhu.’ ”