2 Samuel 19:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo mambo akadzoka, akaȿika paJoridani. ƲaJuda ʋakaȿika paGirgari, ʋakasoŋgana namambo, ʋakayambusa mambo Joridani.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino vanhu veJudha vakanga vasvika kuGirigari kuti vaende kundosangana namambo uye kuti vagomuyambutsa Jorodhani.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvowo mambo akadzoka akasvika muna Jorodhani. Vanhu vokwaJudha vakaenda kuGirigari kundochingura mambo nokuyambutsa mambo Jorodhani.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo mambo akadzoka, akasvika paJorodhani. VaJudha vakasvika paGirigari, vakasangana namambo, vakayambusa mambo Jorodhani.
Shona 2009?
Naizvozvo mambo akadzoka akasvika paJorodhani 'VaJudha vakasvika paGirigari, vakasangana namambo, vakayambusa mambo Jorodhani.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo mambo akadzoka, akasvika paJodhani. VaJudha vakasvika paGirigari, vakasangana namambo, vakayambusa mambo Jodhani.