2 Samuel 19:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Igwa rikaenda kundoyambusa ʋeimba yamambo, nokuita seɀaʋaiɗa. Ipapo Shimei mŋanakomana waGera akaɀiwisira pasi pamberi pamambo, iye akayambuka Joridani.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakayambuka rukova kuti vandotora veimba yamambo uye kuti vaite zvose zvaaida. Shimei mwanakomana waGera akati ayambuka Jorodhani, akawira pasi nechiso chake pamberi pamambo
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakayambuka zambuko kundotora mhuri yokwamambo yomumba nokuitawo zvainge zvichidiwa namambo. Shimei mwana wavaGera akati pasi gwadagwa pana mambo pakanga mambo oda kuyambuka Jorodhani.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Igwa rikaenda kundoyambusa veimba yamambo, nokuita sezvavaida. Ipapo Shimei mwanakomana waGera wakazviwisira pasi pamberi pamambo, iye akayambuka Jorodhani.
Shona 2009?
Igwa rikaenda kundoyambusa veimba yamambo, nokuita sezvavaida. Ipapo Shimei mwanakomana waGera wakazviwisira pasi pamberi pamambo, iye akayambuka Jorodhani.
Shona SUB 2002 Bible
Igwa rikaenda kundoyambusa veimba yamambo, nokuita sezvavaida. Ipapo Shimei mwanakomana waGera wakazviwisira pasi pamberi pamambo, iye akayambuka Jodhani.